Mateo 19:8 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 19:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akapindura achiti, “Mozisi akakubvumirai kuramba vakadzi venyu nokuda kwoukukutu hwemwoyo yenyu. Asi zvainge zvisina kudaro kubva pakutanga.
Pakurirana nevamwe
Mateo 19 BDSCMateo 19:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwavari, “Nokuda kwoukukutu hwemwoyo yenyu Mosesi akakutenderai kuramba vakadzi venyu, asi kubva pakutanga zvakanga zvisina kudaro.
Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SNA2002Mateo 19:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Akati kwaʋari: Nokuɗa kwoʋukukutu bgemŋoyo yenyu Mosesi wakakutenderai kurasha ʋakadzi ʋenyu, asi kubva pakutaŋga ɀakaŋga ɀisina‐kuɗaro.
Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SUB1949Mateo 19:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akati kwavari, “Pamusana pemwoyo yenyu yakaoma, Mosesi akakubvumirai kuramba vakadzi venyu. Asi kubvira pakutanga zvakanga zvisina kudaro.
Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SCLBMateo 19:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Iye akati kwavari, “Pamusana pemwoyo yenyu yakaoma, Mosesi akakubvumirai kuramba vakadzi venyu. Asi kubvira pakutanga zvakanga zvisina kudaro.
Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SCLBD