Mateo 19:4
Mateo 19:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akavapindura achiti, “Hamuna kuverenga here kuti kubva pakutanga Musiki akavaita munhurume nomunhukadzi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 19Mateo 19:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akapindura, akati, “Hamuna kurava here, kuti uyo akavasika pakutanga, akavaita munhurume nomunhukadzi?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 19Mateo 19:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akavapindura achiti, “Hamuna kuverenga here kuti iye akavasika kubvira pakutanga, akavasika vari murume nomukadzi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 19