Mateo 19:3
Mateo 19:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vamwe vaFarisi vakauya kwaari kuzomuedza. Vakamubvunza vachiti, “Zviri pamutemo here kuti murume arambe mukadzi wake nokuda kwechikonzero chipi nechipi zvacho?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 19Mateo 19:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
VaFarisi vakauya kwaari, vakamuedza, vachiti, “Ko munhu anotenderwa kuramba mukadzi wake nemhaka ipi neipi here?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 19Mateo 19:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino vamwe vaFarisei vakauya kwaari. Vakamuedza nokumubvunza vachiti, “Zvinobvumirwa here kuramba mukadzi wako pamusana pechikonzero chipi nechipi zvacho?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 19