Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 19:26 - Compare All Versions

Mateo 19:26 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Jesu akavatarisa akati, “Kuvanhu izvi hazvigoneki asi kuna Mwari zvinhu zvose zvinogoneka.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 19 BDSC

Mateo 19:26 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Jesu ndokuvatarira, akati kwavari, “Kuvanhu izvi hazvibviri, asi kuna Mwari zvose zvinobvira.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SNA2002

Mateo 19:26 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Jesu akavatarisa akati kwavari, “Kuvanhu, izvi hazvigoneki asi pana Mwari zvinhu zvose zvinogoneka.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SCLBD

Mateo 19:26 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Jesu ndokuʋatarira, akati kwaʋari: Kuʋanhu iɀi haɀibviri, asi kunaMŋari ɀose ɀinobvira.

Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SUB1949

Mateo 19:26 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Jesu akavatarisa akati kwavari, “Kuvanhu, izvi hazvigoneki asi pana Mwari zvinhu zvose zvinogoneka.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SCLB