Mateo 19:16 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 19:16 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mumwe murume akauya kuna Jesu akamubvunza achiti, “Mudzidzisi, ndechipi chinhu chakanaka chandingaita kuti ndiwane upenyu husingaperi?”
Pakurirana nevamwe
Mateo 19 BDSCMateo 19:16 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarira, mumwe akauya kwaari, akati, “Mudzidzisi Wakanaka, ndingaita chinhu chakanaka chipi, kuti ndive noupenyu husingaperi?”
Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SNA2002Mateo 19:16 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Tarira, mumŋe munhu wakaʋuya kwaari, akati: Mudzidzisi wakanaka, ndiŋgaita cinhu cakanaka cipi, kuti ndiʋe noʋupenyu bgusiŋgaperi?
Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SUB1949Mateo 19:16 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwe murume akauya kwaari achiti, “Mudzidzisi chii chakanaka chandingaite kuti ndiwane upenyu husingaperi?”
Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SCLBMateo 19:16 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Mumwe murume akauya kwaari achiti, “Mudzidzisi chii chakanaka chandingaite kuti ndiwane upenyu husingaperi?”
Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SCLBD