Mateo 19:14
Mateo 19:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati, “Regai vana vaduku vauye kwandiri, musavadzivisa, nokuti umambo hwokudenga ndohwavakadai.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 19Mateo 19:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi Jesu akati kwavari, “Regai vana vaduku, musavadzivisa kuuya kwandiri; nokuti ushe hwekudenga ndohwavakadai.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 19Mateo 19:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Jesu akati, “Regai vana vaduku vauye kwandiri musavarambidze nokuti umambo hokudenga ndehwevakaita saivava.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 19