Mateo 19:13 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 19:13 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vana vaduku vakauyiswa kuna Jesu kuti aise maoko ake pamusoro pavo, uye kuti avanyengeterere. Asi vadzidzi vakatsiura vaya vakanga vauya navo.
Pakurirana nevamwe
Mateo 19 BDSCMateo 19:13 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakauya navana vaduku kwaari, kuti aise maoko pamusoro pavo, avanyengeterere; vadzidzi vakavadzivisa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SNA2002Mateo 19:13 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino ʋakaʋuya naʋana ʋaɗuku kwaari, kuti aise maʋoko pamsoro paʋo, aʋanyeŋgeterere; ʋadzidzi ʋakaʋaraira.
Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SUB1949Mateo 19:13 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino vamwe vanhu vakauisa vana kuna Jesu kuti aise maoko ake pavari achivanamatira. Vadzidzi vakarambidza vanhu ivavo.
Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SCLBMateo 19:13 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Zvino vamwe vanhu vakauisa vana kuna Jesu kuti aise maoko ake pavari achivanamatira. Vadzidzi vakarambidza vanhu ivavo.
Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SCLBD