Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 19:10 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 19:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vadzidzi vake vakati kwaari, “Kana ari iwo mamiriro azvakaita pakati pomurume nomukadzi, zviri nani kusawana.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 19 BDSC

Mateo 19:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Vadzidzi vakati kwaari, “Kana zvakadaro pakati pomurume nomukadzi, hazvina kunaka kuwana.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SNA2002

Mateo 19:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ʋadzidzi ʋakati kwaari: Kana ɀakaɗaro pakati pomurume nomukadzi, haɀina‐kunaka kuwana.

Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SUB1949

Mateo 19:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vadzidzi vakati kwaari, “Kana ari iwo mamiriro akaita zvinhu pane zvomurume nomukadzi zviri nani kusaroora.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SCLB

Mateo 19:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vadzidzi vakati kwaari, “Kana ari iwo mamiriro akaita zvinhu pane zvomurume nomukadzi zviri nani kusaroora.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SCLBD