Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 19:1 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 19:1 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Jesu akati apedza kutaura zvinhu izvi, akabva kuGarirea akaenda kudunhu reJudhea mhiri kwaJorodhani.

Pakurirana nevamwe
Mateo 19 BDSC

Mateo 19:1 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Jesu akati apedza mashoko iwayo, akabva Gariria, akaenda kunyika yeJudhea mhiri kweJorodhani.

Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SNA2002

Mateo 19:1 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Jesu wakati apedza mashoko iwayo, akabva Garirea, akaenda kunyika yeJudea mhiri kweJoridani.

Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SUB1949

Mateo 19:1 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Jesu paakapedza kutaura zvinhu izvi, akabva kuGarirea akaenda mudunhu reJudhea mhiri kwaJorodhani.

Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SCLB

Mateo 19:1 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Jesu paakapedza kutaura zvinhu izvi, akabva kuGarirea akaenda mudunhu reJudhea mhiri kwaJorodhani.

Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SCLBD