Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 18:34 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 18:34 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Nehasha tenzi wake akamuisa kune vejeri kuti arangwe zvinorwadza kusvikira aripa chikwereti chose chaaiva nacho.

Pakurirana nevamwe
Mateo 18 BDSC

Mateo 18:34 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino ishe wake akatsamwa, akamuisa kuvarwadzi, kusvikira achizoripa chikwerete chake chose.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 18 SNA2002

Mateo 18:34 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino ishe wake akatsamŋa, akamuisa kuʋarwadzi, kuȿikira acizoripa cikwerete cake cose.

Pakurirana nevamwe
Mateo 18 SUB1949

Mateo 18:34 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Tenzi wake akashatirwa akamuendesa kuvarangi mujeri, “Kusvikira abhadhara chikwereti chake chose.

Pakurirana nevamwe
Mateo 18 SCLB

Mateo 18:34 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Tenzi wake akashatirwa akamuendesa kuvarangi mujeri, “Kusvikira abhadhara chikwereti chake chose.

Pakurirana nevamwe
Mateo 18 SCLBD