Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 18:31 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 18:31 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vamwe varanda vakati vaona zvakanga zvaitika, zvakavatambudza zvikuru ndokubva vanoudza tenzi wavo zvose zvakanga zvaitika.

Pakurirana nevamwe
Mateo 18 BDSC

Mateo 18:31 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino vamwe varanda vaishanda pamwechete naye vakati vachiona zvaitwa, vakafa neshungu kwazvo, vakaenda kundoudza ishe wavo zvose zvakaitwa.

Pakurirana nevamwe
Mateo 18 SNA2002

Mateo 18:31 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino ʋamŋe ʋaranda ʋaiɓata pamŋe cete naye ʋakati ʋaciʋona ɀaitwa, ʋakafa neshuŋgu kwaɀo, ʋakaenda kundoʋudza ishe waʋo ɀose ɀakaitwa.

Pakurirana nevamwe
Mateo 18 SUB1949

Mateo 18:31 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vamwe vake, varandawo pamwe naye, pavakaona zvakanga zvaitika, zvakavatsamwisa kwazvo. Vakaenda vakandotaurira tenzi wavo zvose zvakanga zvaitika.

Pakurirana nevamwe
Mateo 18 SCLB

Mateo 18:31 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vamwe vake, varandawo pamwe naye, pavakaona zvakanga zvaitika, zvakavatsamwisa kwazvo. Vakaenda vakandotaurira tenzi wavo zvose zvakanga zvaitika.

Pakurirana nevamwe
Mateo 18 SCLBD