Mateo 18:23
Mateo 18:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Naizvozvo, umambo hwokudenga hwakafanana namambo aida kuripirwa zvikwereti zvake navaranda vake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 18Mateo 18:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Saka ushe hwedenga hungafanana nomumwe mambo, akanga achida kugadzira mangava navaranda vake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 18Mateo 18:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Saizvozvo umambo hwedenga hungafananidzwe namambo akanga achida kupedzerana navaranda vake vaiva nezvikwereti naye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 18