Mateo 18:17 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 18:17 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana akaramba kuteerera, uudze kereke, kana akaramba kuteerera kunyange kereke, umutore zvako somuhedheni kana muteresi.
Pakurirana nevamwe
Mateo 18 BDSCMateo 18:17 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana asingavanzwi, uudze ungano; kana asinganzwiwo ungano, ngaave kwauri somuhedheni nomuFarisi.
Pakurirana nevamwe
Mateo 18 SNA2002Mateo 18:17 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Kana asiŋgaʋanzwi, uʋudze ʋuŋgano; kana asiŋganzwi ʋo ʋuŋgano, ŋgaaʋe kwauri somuheɗeni nomuFarise.
Pakurirana nevamwe
Mateo 18 SUB1949Mateo 18:17 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana akaramba kuvateerera, pira nyaya iyoyo kusangano. Kana akaramba kuteerera kunyange sangano, mutorei somuhedheni nomuteresi.
Pakurirana nevamwe
Mateo 18 SCLBMateo 18:17 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Kana akaramba kuvateerera, pira nyaya iyoyo kusangano. Kana akaramba kuteerera kunyange sangano, mutorei somuhedheni nomuteresi.
Pakurirana nevamwe
Mateo 18 SCLBD