Mateo 18:14
Mateo 18:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nenzira imwe cheteyo Baba venyu vari kudenga havafariri kuti mumwe wavaduku ava arasike.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 18Mateo 18:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokudaro hakusi kuda kwaBaba venyu vari kudenga kuti mumwe wavaduku ava aparare.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 18Mateo 18:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Saizvozvo Baba vangu vari kudenga havadi kuti mumwe wavadiki ava arasike.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 18