Mateo 17:9 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 17:9 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavakanga vava kuburuka kubva mugomo, Jesu akavarayira achiti, “Musamboudza ani zvake zvamaona izvi kusvikira Mwanakomana woMunhu amutswa kubva kuvakafa.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 17 BDSCMateo 17:9 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vachiburuka mugomo, Jesu akavaraira, akati, “Musaudza munhu zvamaratidzwa, kusvikira Mwanakomana womunhu amuka kuvakafa.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 17 SNA2002Mateo 17:9 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino ʋakati ʋaciɓuruka mugomo, Jesu akaʋaraira, akati: Musaʋudza munhu ɀamaratidzwa, kuȿikira Mŋanakomana womunhu amuka kuʋakafa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 17 SUB1949Mateo 17:9 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakanga vachiburuka mugomo, Jesu akavatsindidza kuti vasataurire munhu nezvechiratidzo ichocho, kusvikira Mwanakomana womunhu amutswa kuvakafa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 17 SCLBMateo 17:9 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Pavakanga vachiburuka mugomo, Jesu akavatsindidza kuti vasataurire munhu nezvechiratidzo ichocho, kusvikira Mwanakomana womunhu amutswa kuvakafa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 17 SCLBD