Mateo 17:22 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 17:22 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vaungana muGarirea Jesu akati kwavari, “Mwanakomana woMunhu achaiswa mumaoko avanhu.
Pakurirana nevamwe
Mateo 17 BDSCMateo 17:22 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vachafamba muGariria, Jesu akati kwavari, “Mwanakomana womunhu achabva oiswa mumaoko avanhu
Pakurirana nevamwe
Mateo 17 SNA2002Mateo 17:22 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino ʋacafamba muGarirea, Jesu akatikwaʋari: Mŋanakomana womunhu ucabva woiswa mumaʋoko aʋanhu
Pakurirana nevamwe
Mateo 17 SUB1949Mateo 17:22 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakanga vari pamwechete muGarirea Jesu akati kwavari, “Mwanakomana womunhu achaiswa mumaoko avanhu.
Pakurirana nevamwe
Mateo 17 SCLBMateo 17:22 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Pavakanga vari pamwechete muGarirea Jesu akati kwavari, “Mwanakomana womunhu achaiswa mumaoko avanhu.
Pakurirana nevamwe
Mateo 17 SCLBD