Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 17:14 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 17:14 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vakati vasvika kuvanhu vazhinji, mumwe murume akauya akasvikopfugama pamberi paJesu akati

Pakurirana nevamwe
Mateo 17 BDSC

Mateo 17:14 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Vakati vasvika kuvanhu vazhinji, mumwe munhu akauya kwaari, akamupfugamira, akati

Pakurirana nevamwe
Mateo 17 SNA2002

Mateo 17:14 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ʋakati ʋaȿika kuʋanhu ʋazhinji, mumŋe munhu akaʋuya kwaari, akamufugamira, akati

Pakurirana nevamwe
Mateo 17 SUB1949

Mateo 17:14 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Pavakasvika kumhomho yavanhu, mumwe murume akauya kwaari akapfugama pamberi pake

Pakurirana nevamwe
Mateo 17 SCLB

Mateo 17:14 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Pavakasvika kumhomho yavanhu, mumwe murume akauya kwaari akapfugama pamberi pake

Pakurirana nevamwe
Mateo 17 SCLBD