Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 17:12 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 17:12 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Asi ndinokuudzai kuti Eria akatouya kare asi havana kumuziva, uye vakaita kwaari zvavaida. Saizvozvo Mwanakomana woMunhu achatambudzwa pamaoko avo.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 17 BDSC

Mateo 17:12 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Asi ndinoti kwamuri, “Eria akatosvika, asi havana kumuziva; asi vakamuitira pavakada napo. Saizvozvowo Mwanakomana womunhu achabva otambudzwa navo.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 17 SNA2002

Mateo 17:12 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Asi ndinoti kwamuri: Eria wakatoȿika, asi haʋana‐kumuziʋa; asi ʋakamuitira paʋakaɗa napo. Saiɀoɀo ʋo Mŋanakomana womunhu ucabva wotambudzwa naʋo.

Pakurirana nevamwe
Mateo 17 SUB1949

Mateo 17:12 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Asi ndinokutaurirai kuti Eriya akatouya nechekare; asi havana kumuziva. Vakaita paari madiro avo. Saizvozvowo Mwanakomana womunhu achatambudzika ari mumaoko avo.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 17 SCLB

Mateo 17:12 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Asi ndinokutaurirai kuti Eriya akatouya nechekare; asi havana kumuziva. Vakaita paari madiro avo. Saizvozvowo Mwanakomana womunhu achatambudzika ari mumaoko avo.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 17 SCLBD