Mateo 16:5 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 16:5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavakayambuka mhiri kwegungwa, vadzidzi vakakanganwa kutakura chingwa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 16 BDSCMateo 16:5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vadzidzi vakaenda mhiri, vakakanganwa kutora zvingwa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SNA2002Mateo 16:5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino ʋadzidzi ʋakaenda mhiri, ʋakakaŋganwa kutora ɀiŋgwa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SUB1949Mateo 16:5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vadzidzi pavakayambukira kumhiri kuya, vakanga vakanganwa kutakura chingwa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SCLBMateo 16:5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Vadzidzi pavakayambukira kumhiri kuya, vakanga vakanganwa kutakura chingwa.
Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SCLBD