Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 16:25 - Compare All Versions

Mateo 16:25 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Nokuti ani naani anoda kuchengetedza upenyu hwake acharasikirwa nahwo, asi ani naani anorasikirwa noupenyu hwake nokuda kwangu achahuwana.

Pakurirana nevamwe
Mateo 16 BDSC

Mateo 16:25 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Nokuti ani naani anoda kuponesa upenyu hwake, acharasikirwa nahwo; asi ani naani anorasikirwa noupenyu hwake nokuda kwangu, achahuwana.

Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SNA2002

Mateo 16:25 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

nokuti uyo anoda kuponesa upenyu hwake acharasikirwa nahwo. Uyo anorasikirwa noupenyu hwake pamusana pangu achahuwana.

Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SCLBD

Mateo 16:25 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti aninani unoɗa kuponesa ʋupenyu bgake, ucarashikirwa nabgo; asi aninani unorashikirwa noʋupenyu bgake nokuɗa kwaŋgu, ucabguwana.

Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SUB1949

Mateo 16:25 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

nokuti uyo anoda kuponesa upenyu hwake acharasikirwa nahwo. Uyo anorasikirwa noupenyu hwake pamusana pangu achahuwana.

Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SCLB