Mateo 16:20 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 16:20 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akayambira vadzidzi vake kuti vasaudze ani zvake kuti iye ndiye Kristu.
Pakurirana nevamwe
Mateo 16 BDSCMateo 16:20 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akaraira vadzidzi vake kuti varege kuudza munhu kuti ndiye Kristu.
Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SNA2002Mateo 16:20 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ipapo akaraira ʋadzidzi ʋake kuti ʋarege kuʋudza munhu kuti ndiye Kristu.
Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SUB1949Mateo 16:20 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Jesu akatsindidza vadzidzi vake kuti vasataurire kana munhu zvake kuti ndiye Mesia.
Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SCLBMateo 16:20 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ipapo Jesu akatsindidza vadzidzi vake kuti vasataurire kana munhu zvake kuti ndiye Mesia.
Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SCLBD