Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 16:2 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 16:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Akavapindura achiti, “Panosvika nguva yamadekwana munoti, ‘Mamiriro okunze achange akanaka nokuti denga rakatsvuka.’

Pakurirana nevamwe
Mateo 16 BDSC

Mateo 16:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Asi akapindura, akati kwavari, “Panguva yamadekwana munoti, ‘Kuchachena, nokuti denga rakatsvuka.’

Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SNA2002

Mateo 16:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Asi wakapindura, akati kwaʋari: Paŋguʋa yamaɗekwana munoti: Kucacena, nokuti ɗeŋga rakatȿuka.

Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SUB1949

Mateo 16:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Iye akavapindura achiti, “Kumanheru munoti, ‘Kunze kuchange kwakanaka nokuti denga rinenge rakatsvukirira.’

Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SCLB

Mateo 16:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Iye akavapindura achiti, “Kumanheru munoti, ‘Kunze kuchange kwakanaka nokuti denga rinenge rakatsvukirira.’

Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SCLBD