Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 16:14 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 16:14 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vakati, “Vamwe vanoti Johani Mubhabhatidzi, vamwewo vanoti Eria, vamwewo vachiti Jeremia kana mumwe wavaprofita.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 16 BDSC

Mateo 16:14 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Vakati, “Vamwe vanoti, Johani Mubhabhatidzi; vamwe Eria; vamwe Jeremiya, kana mumwe wavaporofita.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SNA2002

Mateo 16:14 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ʋakati: Ʋamŋe ʋanoti: Johane Mubapatidzi; ʋamŋe Eria; ʋamŋe Jeremia, kana mumŋe waʋaprofita.

Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SUB1949

Mateo 16:14 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vakati, “Vamwe vanoti ndiJohani Muombeki vamwewo vachiti ndiEriya, vamwewo vachiti ndiJeremiya kana kuti mumwe wavaporofita.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SCLB

Mateo 16:14 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vakati, “Vamwe vanoti ndiJohani Muombeki vamwewo vachiti ndiEriya, vamwewo vachiti ndiJeremiya kana kuti mumwe wavaporofita.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SCLBD