Mateo 16:12 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 16:12 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakanzwisisa kuti ainge asingavaudzi kuti vachenjerere mbiriso inoshandiswa muchingwa, asi nezvedzidziso yavaFarisi navaSadhusi.
Pakurirana nevamwe
Mateo 16 BDSCMateo 16:12 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakanzwisisa kuti haana kutaura kuti vachenjere mbiriso yezvingwa, asi dzidziso yavaFarisi navaSadhusi.
Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SNA2002Mateo 16:12 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino ʋakanzwisisa kuti haana‐kutaura kuti ʋacenjere mbiriso yeɀiŋgwa, asi dzidziso yaʋaFarise naʋaSaduse.
Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SUB1949Mateo 16:12 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo vakabva vanzwisisa kuti akanga asingavataurire kuchenjerera mbiriso yechingwa asi yedzidziso yavaFarisei neyavaSadhusei.
Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SCLBMateo 16:12 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ipapo vakabva vanzwisisa kuti akanga asingavataurire kuchenjerera mbiriso yechingwa asi yedzidziso yavaFarisei neyavaSadhusei.
Pakurirana nevamwe
Mateo 16 SCLBD