Mateo 16:1
Mateo 16:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
VaFarisi navaSadhusi vakauya kuna Jesu vakamuedza nokumukumbira kuti avaratidze chiratidzo chinobva kudenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 16Mateo 16:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
VaFarisi navaSadhusi vakauya kuzomuedza, vakakumbira kwaari kuti avaratidze chiratidzo chinobva kudenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 16Mateo 16:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
VaFarisei navaSadhusei vakauya kuna Jesu vachikumbira chiratidzo chinobva kudenga kuri kumuedza zvavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 16