Mateo 15:1 - Compare All Versions
Mateo 15:1 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vanyori navaFarisi vakauya kuna Jesu vachibva kuJerusarema uye vakamubvunza vachiti
Pakurirana nevamwe
Mateo 15 BDSCMateo 15:1 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaFarisi navanyori vakauya kuna Jesu vachibva Jerusaremu, vakati
Pakurirana nevamwe
Mateo 15 SNA2002Mateo 15:1 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Kwakazouya vaFarisei nenyanzvi dzomutemo kuna Jesu vachibva kuJerusaremu vachiti
Pakurirana nevamwe
Mateo 15 SCLBDMateo 15:1 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino ʋaFarise naʋanyori ʋakaʋuya kunaJesu ʋacibva Jerusarema, ʋakati
Pakurirana nevamwe
Mateo 15 SUB1949Mateo 15:1 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwakazouya vaFarisei nenyanzvi dzomutemo kuna Jesu vachibva kuJerusaremu vachiti
Pakurirana nevamwe
Mateo 15 SCLB