Mateo 14:6 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 14:6 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zuva rokupemberera kuberekwa kwaHerodhi rakati rasvika, mwanasikana waHerodhiasi akatamba pamberi pavo uye zvikafadza Herodhi kwazvo
Pakurirana nevamwe
Mateo 14 BDSCMateo 14:6 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi zuva rokupemberera kuberekwa kwaHerodhi rakati rasvika, mukunda waHerodhiasi akatamba pamberi pavo, akafadza Herodhi.
Pakurirana nevamwe
Mateo 14 SNA2002Mateo 14:6 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Asi zuʋa rokuɓerekwa kwaHerode rakati raȿika, mukunda waHerodiasi akatamba pakati paʋo, akafadza Herode.
Pakurirana nevamwe
Mateo 14 SUB1949Mateo 14:6 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi pakasvika zuva rokupemberera kuberekwa kwaHerodhi, mukunda waHerodhiasi akatamba pamberi pechikwata chose chavanhu akafadza Herodhi
Pakurirana nevamwe
Mateo 14 SCLBMateo 14:6 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Asi pakasvika zuva rokupemberera kuberekwa kwaHerodhi, mukunda waHerodhiasi akatamba pamberi pechikwata chose chavanhu akafadza Herodhi
Pakurirana nevamwe
Mateo 14 SCLBD