Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 14:36 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 14:36 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

vakamukumbira zvikuru kuti abvumire varwere kuti vangobata mupendero wenguo yake uye vose vakamubata vakaporeswa.

Pakurirana nevamwe
Mateo 14 BDSC

Mateo 14:36 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

vakakumbira zvikuru kwaari kuti vabate chete mupendero wenguo yake; vose vakabata vakaporeswa.

Pakurirana nevamwe
Mateo 14 SNA2002

Mateo 14:36 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

ʋakakumbira ɀikuru kwaari kuti ʋaɓate cete mupendero weŋguʋo yake; ʋose ʋakaɓata ʋakaporeswa.

Pakurirana nevamwe
Mateo 14 SUB1949

Mateo 14:36 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vakamukumbirisa kuti vangobatawo mupendero wehanzu yake. Vose vakaibata vakaporeswa.

Pakurirana nevamwe
Mateo 14 SCLB

Mateo 14:36 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vakamukumbirisa kuti vangobatawo mupendero wehanzu yake. Vose vakaibata vakaporeswa.

Pakurirana nevamwe
Mateo 14 SCLBD