Mateo 14:3 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 14:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Herodhi ainge abata Johani akamusunga achibva amuisa mutorongo nokuda kwaHerodhiasi mudzimai waFiripi, mununʼuna wake
Pakurirana nevamwe
Mateo 14 BDSCMateo 14:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Herodhi akanga abata Johani, akamusunga, akamuisa mutorongo, nokuda kwaHerodhiasi, mukadzi waFiripi, munun'una wake.
Pakurirana nevamwe
Mateo 14 SNA2002Mateo 14:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Nokuti Herode wakaŋga aɓata Johane, akamusuŋga, akamuisa mutoroŋgo, nokuɗa kwaHerodiasi, mukadzi waFiripo, munuŋuna wake.
Pakurirana nevamwe
Mateo 14 SUB1949Mateo 14:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti Herodhi akanga abata Johani akamusunga ndokumuisa mujeri pamusana paHerodhiasi mudzimai womunun'una wake Firipi.
Pakurirana nevamwe
Mateo 14 SCLBMateo 14:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
nokuti Herodhi akanga abata Johani akamusunga ndokumuisa mujeri pamusana paHerodhiasi mudzimai womunun'una wake Firipi.
Pakurirana nevamwe
Mateo 14 SCLBD