Mateo 14:26
Mateo 14:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vadzidzi pavakamuona achifamba pamusoro pegungwa vakatya kwazvo. Vakaridza mhere nokutya vakati, “Hero dzangaradzimu!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14Mateo 14:26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino vadzidzi vakati vachimuona achifamba pamusoro pegungwa, vakavhunduka, vachiti, “Madzimudzangara,” vakaridza mhere nokutya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14Mateo 14:26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi vadzidzi pavakamuona achifamba pamusoro pegungwa vakatya zvikuru vachiti, “Idzimudzangara.” Vakaridza mhere nokutya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14