Mateo 14:23
Mateo 14:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mushure mokuendesa vanhu vazhinji ava, akakwira mugomo ari oga kundonyengetera. Madekwana akasvika iye achingovako ari oga
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14Mateo 14:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino akati aendesa vanhu vazhinji, akakwira mugomo ari oga kundonyengetera; ava madekwana akanga aripo ari oga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14Mateo 14:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Paakapedza kuonekana negungano riya ravanhu akakwira mugomo ari oga kundonamata. Paakanga ava madeko, akanga arimo ari oga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14