Mateo 14:2
Mateo 14:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
uye akati kuvaranda vake, “Uyu ndiJohani Mubhabhatidzi; amuka kubva kuvakafa! Ndokusaka masimba ezvishamiso achishanda maari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14Mateo 14:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
uye akati kuvaranda vake, “Uyu ndiJohani Mubhabhatidzi; amuka kubva kuvakafa! Ndokusaka masimba ezvishamiso achishanda maari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14Mateo 14:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
akati kuvaranda vake, “Uyu ndiJohani Mubhabhatidzi; akamuka kuvakafa, saka masimba awa anobata maari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14Mateo 14:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Uyu ndiJohani Muombeki akamutswa muvafi, ndokusaka achigona kuita zvishamiso izvi”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14