Mateo 14:16-17
Mateo 14:16-17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akapindura achiti, “Havafaniri kuenda. Imi vapei chavangadye.” Ivo vakapindura vakati, “Pano tinongova nezvingwa zvishanu nehove mbiri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14Mateo 14:16-17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi Jesu akati kwavari, “Havafaniri havo kuenda; imi muvape zvavangadya.” Vakati kwaari, “Hatina chinhu pano, asi zvingwa zvishanu bedzi nehove mbiri.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14Mateo 14:16-17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akati, “Havafaniri kuenda. Vapei iyemi zvokudya.” Vakati kwaari, “Pano tinongova nezvingwa zvishanu nehove mbiri chete.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14