Mateo 14:14
Mateo 14:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Paakabuda mugwa, Jesu akaona vanhu vazhinji, akavanzwira tsitsi uye akaporesa varwere vavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14Mateo 14:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino akati achibuda muigwa, akaona vanhu vazhinji-zhinji, akavanzwira tsitsi, akaporesa varwere vavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14Mateo 14:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Paakabuda mugwa pamahombekombe, akaona chita chikuru chavanhu. Akavanzwira tsitsi akaporesa varwere vavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14