Mateo 14:12 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 14:12 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vadzidzi vaJohani vakauya vakatora mutumbi wake vakandouviga. Vakazoenda vakandoudza Jesu.
Pakurirana nevamwe
Mateo 14 BDSCMateo 14:12 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vadzidzi vake vakauya vakatora chitunha chake, vakachiviga; ndokuenda kundoudza Jesu.
Pakurirana nevamwe
Mateo 14 SNA2002Mateo 14:12 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ʋadzidzi ʋake ʋakaʋuya ʋakatora mutumbu, ʋakauʋiga; ndokuenda kundoʋudza Jesu.
Pakurirana nevamwe
Mateo 14 SUB1949Mateo 14:12 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vadzidzi vaJohani vakauya vakatora chitunha ichocho vakachiviga. Vakaenda vakandotaurira Jesu.
Pakurirana nevamwe
Mateo 14 SCLBMateo 14:12 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Vadzidzi vaJohani vakauya vakatora chitunha ichocho vakachiviga. Vakaenda vakandotaurira Jesu.
Pakurirana nevamwe
Mateo 14 SCLBD