Mateo 14:10 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 14:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ndokutuma vanhu kundogura musoro waJohani mutorongo.
Pakurirana nevamwe
Mateo 14 BDSCMateo 14:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akatuma vanhu kundogura musoro waJohani mutorongo.
Pakurirana nevamwe
Mateo 14 SNA2002Mateo 14:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Akatuma murwi kundogura musoro waJohane mutoroŋgo.
Pakurirana nevamwe
Mateo 14 SUB1949Mateo 14:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatuma munhu kuti andodimura musoro waJohani mujeri.
Pakurirana nevamwe
Mateo 14 SCLBMateo 14:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Akatuma munhu kuti andodimura musoro waJohani mujeri.
Pakurirana nevamwe
Mateo 14 SCLBD