Mateo 14:1 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 14:1 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva iyoyo mambo Herodhi akanzwa nezvaJesu
Pakurirana nevamwe
Mateo 14 BDSCMateo 14:1 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nenguva iyo ishe Herodhi, akanzwa mukurumbira waJesu
Pakurirana nevamwe
Mateo 14 SNA2002Mateo 14:1 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Neŋguʋa iyo Herode, muɓati, wakanzwa mukurumbira waJesu
Pakurirana nevamwe
Mateo 14 SUB1949Mateo 14:1 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panguva iyoyo Herodhi, mumwe wavatongi vana akanzwa zvomukurumbira waJesu akati kumakurukota ake
Pakurirana nevamwe
Mateo 14 SCLBMateo 14:1 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Panguva iyoyo Herodhi, mumwe wavatongi vana akanzwa zvomukurumbira waJesu akati kumakurukota ake
Pakurirana nevamwe
Mateo 14 SCLBD