Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 13:54 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 13:54 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Akapinda muguta rokwake akatanga kudzidzisa vanhu musinagoge ravo, uye vakashamiswa nazvo. Vakabvunza vachiti, “Murume uyu akawanepi uchenjeri uhu namasimba ezvishamiso aya?

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 BDSC

Mateo 13:54 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Akasvika kunyika yake, akavadzidzisa musinagoge ravo, nokudaro vakakatyamara, vakati, “Munhu uyu awanepiko kuchenjera uku namabasa esimba?

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SNA2002

Mateo 13:54 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Akaȿika kunyika yake, akaʋadzidzisa musinagoge raʋo, nokuɗaro ʋakakatyamara, ʋakati: Munhu uyu wawanepiko kucenjera uku namaɓasa esimba?

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SUB1949

Mateo 13:54 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Paakasvika kunyika yokwake, akavadzidzisa musinagogu mavo zvokuti vakashamiswa vachiti, “Munhu uyu akawanepi ungwaru uhu nezvishamiso izvi?

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SCLB

Mateo 13:54 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Paakasvika kunyika yokwake, akavadzidzisa musinagogu mavo zvokuti vakashamiswa vachiti, “Munhu uyu akawanepi ungwaru uhu nezvishamiso izvi?

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SCLBD