Mateo 13:52
Mateo 13:52 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akati kwavari, “Naizvozvo mudzidzisi mumwe nomumwe womurayiro akadzidziswa nezvoumambo hwokudenga akafanana nomuridzi weimba anoburitsa pfuma itsva netsaru muimba yake yokuchengetera zvinhu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 13Mateo 13:52 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati kwavari, “Naizvozvo munyori mumwe nomumwe wakadzidziswa zvoushe hwekudenga, akafanana, mwene weimba, anobudisa zvinhu zvitsva nezvekare papfuma yake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 13Mateo 13:52 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iye akati kwavari, “Sokudaro nyanzvi yose yomutemo yakanyatsodzidziswa zvomutemo woumambo hwedenga, yakafanana nasaimba anoburitsa mudura rake zvitsva nezvitsaru.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 13