Mateo 13:51 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 13:51 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akabvunza akati, “Manzwisisa zvinhu izvi zvose here?” Vakapindura vakati, “Hongu.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 BDSCMateo 13:51 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
(Jesu akati kwavari), “Manzwisisa izvozvo zvose here?” Vakati kwaari, “Hongu, Ishe.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SNA2002Mateo 13:51 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
[Jesu akati kwaʋari:] Manzwisisa iɀoɀo ɀose here? Ʋakati kwaari: Hoŋo, [Ishe].
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SUB1949Mateo 13:51 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Manyatsonzwisisa here zvose izvi?” Ivo vakati kwaari, “Hongu.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SCLBMateo 13:51 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
“Manyatsonzwisisa here zvose izvi?” Ivo vakati kwaari, “Hongu.”
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SCLBD