Mateo 13:47 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 13:47 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvakare umambo hwokudenga hwakafanana nousvasvi hwakakandwa mugungwa uye hukabata marudzi ose ehove.
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 BDSCMateo 13:47 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ushe hwedenga hwakafananazve nousvasvi hunokandirwa mugungwa, hunounganidza marudzi ose ehove
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SNA2002Mateo 13:47 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ʋushe bgokuɗeŋga bgakafanana ɀe norutaʋa runokandirwa muguŋgwa, runoʋuŋganidza marudzi ose ehoʋe
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SUB1949Mateo 13:47 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Umambo hwedenga hwakafananazve nousvasvi hwakakandwa mugungwa hukakukudza hove dzorudzi norudzi.
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SCLBMateo 13:47 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
“Umambo hwedenga hwakafananazve nousvasvi hwakakandwa mugungwa hukakukudza hove dzorudzi norudzi.
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SCLBD