Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 13:46 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 13:46 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Akati awana rimwe rawo rinokosha akaenda akandotengesa zvose zvaakanga anazvo uye akaritenga.

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 BDSC

Mateo 13:46 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

akati awana pera rimwe rinomutengo mukuru, akaenda, akandotengesa zvose zvaakanga anazvo, akaritenga iro.

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SNA2002

Mateo 13:46 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

akati awana parera rimŋe rinomuteŋgo mukuru, akaenda, akandoteŋgesa ɀose ɀaakaŋga anaɀo, akariteŋga iro.

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SUB1949

Mateo 13:46 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

anoti kana awana pera rimwechete rinokosha kwazvo, anoenda ondotengesa zvose zvaanazvo oritenga.

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SCLB

Mateo 13:46 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

anoti kana awana pera rimwechete rinokosha kwazvo, anoenda ondotengesa zvose zvaanazvo oritenga.

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SCLBD