Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 13:41 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 13:41 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Mwanakomana woMunhu achatuma vatumwa vake uye vachadzura kubva muumambo hwake zvose zvinokonzera chivi navose vanoita zvakaipa.

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 BDSC

Mateo 13:41 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Mwanakomana womunhu achatuma vatumwa vake, vagounganidza muushe hwake zvose zvinogumbusa, navanoita zvisakarurama

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SNA2002

Mateo 13:41 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Mŋanakomana womunhu ucatuma ʋatumŋa ʋake, ʋagoʋuŋganidza muʋushe bgake ɀose ɀinogumbusa, naʋanoita ɀisakarurama

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SUB1949

Mateo 13:41 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Mwanakomana womunhu achatuma vatumwa vake. Vachaunganidza vagobvisa muumambo hwake vose vanokonzera vanhu kutadza navose vanoita zvakaipa

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SCLB

Mateo 13:41 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Mwanakomana womunhu achatuma vatumwa vake. Vachaunganidza vagobvisa muumambo hwake vose vanokonzera vanhu kutadza navose vanoita zvakaipa

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SCLBD