Mateo 13:40 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 13:40 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Sokudzurwa kunoitwa masawi achipiswa mumoto, ndizvo zvazvichaita pakuguma kwenyika.
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 BDSCMateo 13:40 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino masawi sezvaanounganidzwa achipiswa mumoto, ndizvo zvichaitwa pakuguma kwenyika.
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SNA2002Mateo 13:40 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino mashawi seɀaanoʋuŋganidzwa acipiswa mumŋoto, ndiɀo ɀicaitwa pakuguma kwenyika.
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SUB1949Mateo 13:40 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sokuunganidzwa kunoitwa sawi richipiswa nomoto ndizvo zvichaitwawo pakuguma kwapasi.
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SCLBMateo 13:40 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Sokuunganidzwa kunoitwa sawi richipiswa nomoto ndizvo zvichaitwawo pakuguma kwapasi.
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SCLBD