Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 13:34 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 13:34 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Jesu akataura zvinhu izvi zvose kuvanhu nemifananidzo. Haana chaakataura kwavari asingashandisi mifananidzo.

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 BDSC

Mateo 13:34 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvinhu zvose Jesu wakaudza vanhu vazhinji nemifananidzo; haana kutaura chinhu kwavari asingafananidzi

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SNA2002

Mateo 13:34 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀinhu ɀose Jesu wakaʋudza ʋanhu ʋazhinji nemifananidzo; haana‐kutaura cinhu kwaʋari asiŋgafananidzi

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SUB1949

Mateo 13:34 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Jesu akataura zvose izvi kugungano ravanhu nemienzaniso. Hapana zvaaimbovataurira asingashandisi mienzaniso.

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SCLB

Mateo 13:34 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Jesu akataura zvose izvi kugungano ravanhu nemienzaniso. Hapana zvaaimbovataurira asingashandisi mienzaniso.

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SCLBD