Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 13:33 - Compare All Versions

Mateo 13:33 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Akavaudzazve mumwe mufananidzo achiti, “Umambo hwokudenga hwakafanana nembiriso, iyo inotorwa nomunhukadzi oisanganisa nefurawa yakawanda, kusvikira yapinda muchikanyiwa chose.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 BDSC

Mateo 13:33 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Akavaudza mumwe mufananidzo, akati, “Ushe hwedenga hwakafanana nembiriso yakatorwa nomukadzi, akaiisa muzviero zvitatu zvoupfu, kusvikira hwose hwaviriswa.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SNA2002

Mateo 13:33 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Jesu akavataurira mumwe muenzaniso achiti, “Umambo hwedenga hwakaita sembiriso yakatorwa nomumwe mudzimai akaisanganisa nezviereso zvitatu zvoupfu hwekoroni kusvikira mukanyiwa wose wafuta.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SCLBD

Mateo 13:33 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Akaʋaʋudza mumŋe mufananidzo, akati: Ʋushe bgokuɗeŋga bgakafanana nembiriso yakatorwa nomukadzi, akaiisa muɀiyero ɀitatu ɀoʋupfu, kuȿikira bgose bgaʋiriswa.

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SUB1949

Mateo 13:33 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Jesu akavataurira mumwe muenzaniso achiti, “Umambo hwedenga hwakaita sembiriso yakatorwa nomumwe mudzimai akaisanganisa nezviereso zvitatu zvoupfu hwekoroni kusvikira mukanyiwa wose wafuta.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SCLB