Mateo 13:24 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 13:24 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akavaudza mumwe mufananidzo achiti, “Umambo hwokudenga hunofananidzwa nomunhu akakusha mbeu yakanaka mumunda make.
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 BDSCMateo 13:24 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaisa pamberi pavo mumwe mufananidzo, achiti, “Ushe hwedenga hunofanidzwa nomunhu akakusha mbeu yakanaka mumunda make.
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SNA2002Mateo 13:24 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Wakaisa pamberi paʋo mumŋe mufananidzo, aciti: Ʋushe bgokuɗeŋga bgunofananidzwa nomunhu wakakusha mbeu yakanaka mumunda make.
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SUB1949Mateo 13:24 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavataurira mumwe muenzaniso achiti, “Umambo hwedenga hungafananidzwe nomunhu akadyara mbeu yakanaka mumunda make.
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SCLBMateo 13:24 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Akavataurira mumwe muenzaniso achiti, “Umambo hwedenga hungafananidzwe nomunhu akadyara mbeu yakanaka mumunda make.
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SCLBD