Mateo 13:18 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mateo 13:18 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Teererai zvino munzwe zvinorehwa nomufananidzo womukushi
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 BDSCMateo 13:18 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo imi inzwai mufananidzo womukushi.
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SNA2002Mateo 13:18 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Naiɀoɀo imi inzwai mufananidzo womukushi.
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SUB1949Mateo 13:18 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chinzwisisai muenzaniso uya womukushi.
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SCLBMateo 13:18 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
“Chinzwisisai muenzaniso uya womukushi.
Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SCLBD