Mateo 13:12
Mateo 13:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kune anazvo achapiwazve zvimwe, uye achava nezvakawanda. Asi ani naani asina kunyange nezvishoma zvaanazvo achazvitorerwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 13Mateo 13:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti ani naani anazvo achapiwa, ave nezvakawanda; asi ani naani asina, achatorerwa nyangwe nezvaanazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 13Mateo 13:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti uyo anazvo achawedzerwa zvimwe achitova nezvakawandisa. Asi uyo asina, kunyange chaanacho achachitorerwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 13