Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mateo 13:10 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 13:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vadzidzi vakauya kwaari vakasvikomubvunza vachiti, “Ko, munotaurirei kuvanhu nemifananidzo?”

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 BDSC

Mateo 13:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino vadzidzi vakauya, vakati kwaari, “Munotaurireiko kwavari nemifananidzo?”

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SNA2002

Mateo 13:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino ʋadzidzi ʋakaʋuya, ʋakati kwaari: Munotaurireiko kwaʋari nemifananidzo?

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SUB1949

Mateo 13:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vadzidzi vakazouya kwaari vakati, “Munotaurirei kwavari nemienzaniso?”

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SCLB

Mateo 13:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vadzidzi vakazouya kwaari vakati, “Munotaurirei kwavari nemienzaniso?”

Pakurirana nevamwe
Mateo 13 SCLBD